-
Isaya 66:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Nekuti zvanzi naJehovha:
Muchayamwa motakurwa mumaoko,
Uye muchatambiswa-tambiswa pamakumbo.
-
12 Nekuti zvanzi naJehovha:
Muchayamwa motakurwa mumaoko,
Uye muchatambiswa-tambiswa pamakumbo.