RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 1:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Asi chaanofarira mutemo waJehovha,+

      Uye anoverenga mutemo wake nenzwi riri pasi* siku nesikati.+

       3 Achaita semuti wakadyarwa pedyo nehova dzemvura,

      Muti unobereka michero mumwaka wawo,

      Une mashizha asingasvavi.

      Uye zvese zvaanoita zvichabudirira.+

  • Zvirevo 3:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Mwanakomana wangu, usakanganwa kudzidzisa kwangu,*

      Uye mwoyo wako ngauchengete mirayiro yangu,

       2 Nekuti zvichakuwedzera mazuva akawanda

      Nemakore eupenyu nerugare.+

  • Isaya 32:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Kururama kwechokwadi kuchaita kuti pave nerugare,+

      Uye kururama kwechokwadi kuchabereka runyararo nekuchengeteka zvinoramba zviripo.+

  • Isaya 48:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Kudai waizoteerera mirayiro yangu!+

      Rugare rwako rwaizoita serwizi+

      Uye kururama kwako semafungu egungwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe