Isaya 55:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 55 Uyai imi mese mune nyota,+ uyai kumvura!+ Imi vasina mari, uyai, tengai mudye! Chokwadi, uyai mutenge waini nemukaka+ pasina mari uye pasina mutengo.+ Isaya 65:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Inzwai! Vashumiri vangu vachadya, asi imi muchava nenzara.+ Inzwai! Vashumiri vangu vachanwa,+ asi imi muchava nenyota. Inzwai! Vashumiri vangu vachapembera nemufaro,+ asi imi muchanyara.+
55 Uyai imi mese mune nyota,+ uyai kumvura!+ Imi vasina mari, uyai, tengai mudye! Chokwadi, uyai mutenge waini nemukaka+ pasina mari uye pasina mutengo.+
13 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Inzwai! Vashumiri vangu vachadya, asi imi muchava nenzara.+ Inzwai! Vashumiri vangu vachanwa,+ asi imi muchava nenyota. Inzwai! Vashumiri vangu vachapembera nemufaro,+ asi imi muchanyara.+