Hosiya 13:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichavadzikinura pasimba reGuva;*Ndichavadzosa kubva kuvashakabvu.+ Nhai Rufu, kuruma kwako kuri kupi?+ Nhai Guva, kuparadza kwako kuri kupi?+ Ini handizonzwiri tsitsi. 1 VaKorinde 15:54 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 54 Asi ichi chinoora pachinopfeka kusaora uye ichi chinofa pachinopfeka kusafa, shoko rakanyorwa richabva raitika rinoti: “Rufu rwaparadzwa zvachose.”+ 2 Timoti 1:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 asi iye zvino dzakaratidzwa pachena pakaratidzwa Muponesi wedu, Kristu Jesu,+ uyo akabvisa rufu,+ akaisa chiedza paupenyu+ nepakusaora+ achishandisa mashoko akanaka,+ Zvakazarurwa 20:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Rufu neGuva* zvakakandwa mugungwa remoto.+ Gungwa remoto+ rinomiririra rufu rwechipiri.+
14 Ndichavadzikinura pasimba reGuva;*Ndichavadzosa kubva kuvashakabvu.+ Nhai Rufu, kuruma kwako kuri kupi?+ Nhai Guva, kuparadza kwako kuri kupi?+ Ini handizonzwiri tsitsi.
54 Asi ichi chinoora pachinopfeka kusaora uye ichi chinofa pachinopfeka kusafa, shoko rakanyorwa richabva raitika rinoti: “Rufu rwaparadzwa zvachose.”+
10 asi iye zvino dzakaratidzwa pachena pakaratidzwa Muponesi wedu, Kristu Jesu,+ uyo akabvisa rufu,+ akaisa chiedza paupenyu+ nepakusaora+ achishandisa mashoko akanaka,+