Isaya 49:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange nhapwa dzemurume ane simba dzichatorwa,+Uye vaya vakatapwa nemudzvinyiriri vachanunurwa.+ Ndicharwa nevaya vanokurwisa,+Uye ndichaponesa vanakomana vako.
25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange nhapwa dzemurume ane simba dzichatorwa,+Uye vaya vakatapwa nemudzvinyiriri vachanunurwa.+ Ndicharwa nevaya vanokurwisa,+Uye ndichaponesa vanakomana vako.