Isaya 52:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zunza guruva, simuka ugare pachigaro, haiwa iwe Jerusarema. Sunungura zvisungo zviri mumutsipa mako, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni akatapwa.+ Jeremiya 29:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore 70 apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichazadzisa vimbiso yangu nekukudzosai munzvimbo ino.’+ Jeremiya 50:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+ Zekariya 9:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi iwe mukadzi, ndichabudisa vanhu vako vakasungwa mugomba risina mvuraNdichishandisa ropa resungano yako.+
2 Zunza guruva, simuka ugare pachigaro, haiwa iwe Jerusarema. Sunungura zvisungo zviri mumutsipa mako, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni akatapwa.+
10 “Nekuti zvanzi naJehovha, ‘Kana makore 70 apera muri kuBhabhironi, ndichafunga nezvenyu,+ uye ndichazadzisa vimbiso yangu nekukudzosai munzvimbo ino.’+
34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+
11 Asi iwe mukadzi, ndichabudisa vanhu vako vakasungwa mugomba risina mvuraNdichishandisa ropa resungano yako.+