RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 29:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Uye ndichaita kuti mundiwane,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Ndichaunganidza nhapwa dzenyu, ndokuunganidzai muchibva kumarudzi ese nekunzvimbo dzese dzandakakuparadzirai kwadziri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Uye ndichakudzosai kunzvimbo yandakaita kuti mutapwe muchibviswa mairi.’+

  • Jeremiya 46:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 ‘Asi iwe mushumiri wangu Jakobho, usatya,

      Uye usavhunduka, haiwa iwe Israeri.+

      Nekuti ndichakuponesa ndichikubvisa kure

      Uye vana* vako ndichivabvisa kunyika yavari nhapwa.+

      Jakobho achadzoka ogara zvakanaka, pasina chinomunetsa,

      Pasina anovatyisa.+

  • Hosiya 6:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Uyezve, iwe Judha nguva yekukohwewa kwako yasarudzwa,

      Nguva yandichadzosa vanhu vangu vakatapwa.”+

  • Joeri 3:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 “Nekuti mumazuva iwayo nepanguva iyoyo,

      Pandichadzosa nhapwa dzeJudha neJerusarema,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe