Ezra 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri, naJeshua+ mwanakomana waJehozadhaki ndipo pavakabva vatanga kuvakazve imba yaMwari+ yaiva muJerusarema; uye vaprofita vaMwari vaiva navo, vachivatsigira.+ Isaya 51:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndichaisa mashoko angu mumuromo mako,Uye ndichakufukidza nemumvuri weruoko rwangu,+Kuti ndiise denga munzvimbo yaro uye ndivake nheyo dzenyika+Uye nditi kuZiyoni, ‘Muri vanhu vangu.’+ Isaya 66:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+ 2 Petro 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi kune matenga matsva nenyika itsva zvatakamirira sekuvimbisa kwaakaita,+ uye imomo muchagara muine kururama.+
2 Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri, naJeshua+ mwanakomana waJehozadhaki ndipo pavakabva vatanga kuvakazve imba yaMwari+ yaiva muJerusarema; uye vaprofita vaMwari vaiva navo, vachivatsigira.+
16 Ndichaisa mashoko angu mumuromo mako,Uye ndichakufukidza nemumvuri weruoko rwangu,+Kuti ndiise denga munzvimbo yaro uye ndivake nheyo dzenyika+Uye nditi kuZiyoni, ‘Muri vanhu vangu.’+
22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+
13 Asi kune matenga matsva nenyika itsva zvatakamirira sekuvimbisa kwaakaita,+ uye imomo muchagara muine kururama.+