Isaya 65:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti inzwai! ndiri kusika matenga matsva nenyika itsva;+Uye zvinhu zvekare hazvizouyi mupfungwa,*Uyewo hazvizouyi mumwoyo.+ Isaya 66:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+ Zvakazarurwa 21:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Uye ndakaona denga idzva nenyika itsva;+ nekuti denga rekare nenyika yekare zvakanga zvisisipo,+ uye gungwa+ rakanga risisipo.
17 Nekuti inzwai! ndiri kusika matenga matsva nenyika itsva;+Uye zvinhu zvekare hazvizouyi mupfungwa,*Uyewo hazvizouyi mumwoyo.+
22 “Nekuti sezvichaita matenga matsva nenyika itsva+ zvandiri kusika izvo zvicharamba zviripo pamberi pangu,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “saizvozvowo vana* venyu nezita renyu zvicharamba zviripo.”+
21 Uye ndakaona denga idzva nenyika itsva;+ nekuti denga rekare nenyika yekare zvakanga zvisisipo,+ uye gungwa+ rakanga risisipo.