Isaya 42:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+ Johani 1:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Johani akapupurawo, achiti: “Ndakaona mweya uchidzika senjiva uchibva kudenga, uye wakaramba uri pamusoro pake.+ Mabasa 10:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+
42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+
32 Johani akapupurawo, achiti: “Ndakaona mweya uchidzika senjiva uchibva kudenga, uye wakaramba uri pamusoro pake.+
38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+