RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 3:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Nekuti Ishe wechokwadi, Jehovha wemauto,

      Ari kubvisa muJerusarema nemuJudha rutsigiro rwese uye zvinhu zvavari kuwana,

      Chingwa chese nemvura,+

  • Jeremiya 38:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Zvanzi naJehovha, ‘Munhu anoramba ari muguta rino achaurayiwa nebakatwa, nenzara, nedenda.*+ Asi munhu achaenda kunozviisa mumaoko evaKadheya* acharamba achirarama uye achava neupenyu hwake* sechinhu chaapamba* uye achapona.’+

  • Mariro 4:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Vaya vakaurayiwa nebakatwa vari nani pane vaya vakaurayiwa nenzara,+

      Avo vanoondoroka, voita sevabayiwa nepfumo nemhaka yekushaya zvekudya muminda.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe