Eksodho 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+ Ezra 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, imi makarurama,+ nekuti vamwe vedu tichiripo nanhasi. Iye zvino tiri pamberi penyu isu vatadzi, kunyange zvazvo zvisingabviri kumira pamberi penyu nezvatiri izvi.”+ Pisarema 145:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vachafara kwazvo pavanoyeuka kunaka kwenyu kukuru,+Uye vachapembera nemufaro nekuda kwekururama kwenyu.+ Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+
15 Haiwa Jehovha Mwari waIsraeri, imi makarurama,+ nekuti vamwe vedu tichiripo nanhasi. Iye zvino tiri pamberi penyu isu vatadzi, kunyange zvazvo zvisingabviri kumira pamberi penyu nezvatiri izvi.”+
7 Vachafara kwazvo pavanoyeuka kunaka kwenyu kukuru,+Uye vachapembera nemufaro nekuda kwekururama kwenyu.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+