RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 25:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Achaparadza rufu zvachose,+

      Uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvese.+

      Achabvisa kuzvidzwa kwevanhu vake panyika yese,

      Nekuti Jehovha pachake azvitaura.

  • Zvakazarurwa 20:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe