Isaya 47:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi zvinhu zviviri izvi zvichangoerekana zvakuwira muzuva rimwe chete:+ Kufirwa nevana uye kuva chirikadzi. Zvichakuwira pasina chakatapudzwa+Nemhaka yeuroyi* hwako huzhinji uye zvitsinga zvako zvese zvine simba.+ Isaya 48:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Ndakakuudza kare kare zvinhu zvekare.* Zvakabuda mumuromo mangu,Uye ndakaita kuti zvizivikanwe.+ Ndakabva ndakurumidza kuzviita, uye zvakavapo.+
9 Asi zvinhu zviviri izvi zvichangoerekana zvakuwira muzuva rimwe chete:+ Kufirwa nevana uye kuva chirikadzi. Zvichakuwira pasina chakatapudzwa+Nemhaka yeuroyi* hwako huzhinji uye zvitsinga zvako zvese zvine simba.+
3 “Ndakakuudza kare kare zvinhu zvekare.* Zvakabuda mumuromo mangu,Uye ndakaita kuti zvizivikanwe.+ Ndakabva ndakurumidza kuzviita, uye zvakavapo.+