2 Madzimambo 23:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Akaitawo kuti Tofeti+ isakodzera kunamatira, iyo iri muBani reVanakomana vaHinomu,*+ kuti parege kuva nemunhu anopfuudza mwanakomana wake kana mwanasikana wake nemumoto achipira kuna Moreki.+ Jeremiya 7:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 “‘Saka inzwai! mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘paisingazombonzizve Tofeti kana kuti Bani reMwanakomana waHinomu,* asi Bani Rekuurayira. Vachaviga vakafa muTofeti kusvikira musisina nzvimbo.+
10 Akaitawo kuti Tofeti+ isakodzera kunamatira, iyo iri muBani reVanakomana vaHinomu,*+ kuti parege kuva nemunhu anopfuudza mwanakomana wake kana mwanasikana wake nemumoto achipira kuna Moreki.+
32 “‘Saka inzwai! mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘paisingazombonzizve Tofeti kana kuti Bani reMwanakomana waHinomu,* asi Bani Rekuurayira. Vachaviga vakafa muTofeti kusvikira musisina nzvimbo.+