Pisarema 119:165 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 165 Vaya vanoda mutemo wenyu ndivo vane rugare rukuru;+Hapana chingaita kuti vagumburwe. Isaya 55:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti muchabuda muchipembera nemufaro,+Uye muchadzoswa nerugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu zvichishevedzera nemufaro,+Uye miti yese yesango ichaombera.+
12 Nekuti muchabuda muchipembera nemufaro,+Uye muchadzoswa nerugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu zvichishevedzera nemufaro,+Uye miti yese yesango ichaombera.+