RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 32:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 uye ndakapa gwaro racho rechibvumirano chekutenga kuna Bharuki+ mwanakomana waNeriya+ mwanakomana waMaseya, paina Hanameri mwanakomana wehama yababa vangu, nezvapupu zvakasaina mugwaro racho rechibvumirano chekutenga, nevaJudha vese vainge vagere muChivanze cheVarindi.+

  • Jeremiya 45:2-5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri pamusoro pako iwe Bharuki, 3 ‘Iwe wakati: “Ndine nhamo, nekuti Jehovha awedzera shungu pakurwadziwa kwangu! Ndaneta nekugomera kwangu, uye ndashaya nzvimbo yekuzororera.”’

      4 “Uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: “Inzwa! Ndiri kuputsa zvandakavaka, uye ndiri kudzura zvandakadyara, iyo nyika yacho yese.+ 5 Asi iwe uri kuzvitsvagira* zvinhu zvikuru. Usaramba uchitsvaga zvinhu izvozvo.”’

      “‘Nekuti ndava kuda kuunza dambudziko panyama yese,’*+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye chero kwaungaenda, ndichakupa upenyu hwako* sechinhu chawapamba.’”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe