Isaya 15:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Mwoyo wangu unoshevedzera pamusoro peMoabhi. Vanhu vayo vari kutiza vasvika kuZoari+ neEgrati-sherishiya.+ Vanochema sezvavanokwidza pamukwidza weRuhiti;Vanochema nezvenjodzi yacho sezvavanoenda kuHoronaimu.+ Jeremiya 48:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 “‘Pane kushevedzera kuri kubva kuHeshbhoni+ kuchinonzwika kuEreyare.+ Vanosimudza manzwi avo achinzwika kuJahazi,+Kubva kuZoari kusvika kuHoronaimu,+ kusvika kuEgrati-sherishiya. Kunyange mvura yeNimrimu ichaoma.+
5 Mwoyo wangu unoshevedzera pamusoro peMoabhi. Vanhu vayo vari kutiza vasvika kuZoari+ neEgrati-sherishiya.+ Vanochema sezvavanokwidza pamukwidza weRuhiti;Vanochema nezvenjodzi yacho sezvavanoenda kuHoronaimu.+
34 “‘Pane kushevedzera kuri kubva kuHeshbhoni+ kuchinonzwika kuEreyare.+ Vanosimudza manzwi avo achinzwika kuJahazi,+Kubva kuZoari kusvika kuHoronaimu,+ kusvika kuEgrati-sherishiya. Kunyange mvura yeNimrimu ichaoma.+