Isaya 11:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Achamisira marudzi chiratidzo,* ounganidza vaIsraeri vakapararira,+ uye achaunganidza vaJudha vakapararira achivabvisa kumativi mana enyika.+ Jeremiya 3:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Mumazuva iwayo imba yaJudha neimba yaIsraeri dzichafamba pamwe chete,+ uye dzichabva kunyika yekuchamhembe dziri pamwe chete dzichipinda munyika yandakapa madzitateguru enyu kuti ive nhaka yawo.+ Hosiya 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 VaJudha nevaIsraeri vachaunganidzwa pamwe chete vobatana+ uye vachasarudza mutungamiriri mumwe chete, vobuda munyika yacho, nekuti zuva reJezreeri richava zuva rakakosha kwazvo.+
12 Achamisira marudzi chiratidzo,* ounganidza vaIsraeri vakapararira,+ uye achaunganidza vaJudha vakapararira achivabvisa kumativi mana enyika.+
18 “Mumazuva iwayo imba yaJudha neimba yaIsraeri dzichafamba pamwe chete,+ uye dzichabva kunyika yekuchamhembe dziri pamwe chete dzichipinda munyika yandakapa madzitateguru enyu kuti ive nhaka yawo.+
11 VaJudha nevaIsraeri vachaunganidzwa pamwe chete vobatana+ uye vachasarudza mutungamiriri mumwe chete, vobuda munyika yacho, nekuti zuva reJezreeri richava zuva rakakosha kwazvo.+