Isaya 41:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Usatya Jakobho, iwe honye,*+Imi varume veIsraeri, ini ndichakubatsirai,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, iye Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri. Zvakazarurwa 18:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndokusaka matambudziko aro achauya nezuva rimwe chete, rufu nekuchema nenzara, uye richaroromeswa nemoto,+ nekuti Jehovha* Mwari uyo akaritonga ane simba.+
14 Usatya Jakobho, iwe honye,*+Imi varume veIsraeri, ini ndichakubatsirai,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha, iye Mudzikinuri wenyu,+ Mutsvene waIsraeri.
8 Ndokusaka matambudziko aro achauya nezuva rimwe chete, rufu nekuchema nenzara, uye richaroromeswa nemoto,+ nekuti Jehovha* Mwari uyo akaritonga ane simba.+