Jeremiya 50:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+
34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+