RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Ndichakuunzirai bakatwa rinokutsivai nekuti munenge matyora sungano.+ Kana mukaungana mumaguta enyu, ndichatuma chirwere pakati penyu,+ uye muchaiswa mumaoko emuvengi.+

  • Jeremiya 9:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 “Handingaiti kuti vazvidavirire pazvinhu izvi here?” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

      “Ndingarega* kutsiva rudzi rwakadai here?+

  • Jeremiya 44:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Jehovha akazopedzisira asisakwanise kuramba achiona tsika dzenyu dzakaipa nezvinhu zvinosemesa zvamakaita, uye nyika yenyu yakava dongo, chinhu chinotyisa uye chinoshandiswa pakutuka, isina anoigara, sezvazviri nhasi.+

  • Nahumi 1:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva;

      Jehovha anotsiva uye akagadzirira kuratidza hasha dzake.+

      Jehovha anotsiva mhandu dzake,

      Uye anochengeta hasha dzake kuti azodziratidza pavavengi vake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe