Isaya 48:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Aiwa, hauna kunzwa,+ hauna kuziva,Uye kare nzeve dzako dzakanga dzisina kuvhurika. Nekuti ndinoziva kuti unyengeri hwako hwakakura,+Uye uri kushevedzwa kuti mudariki kubva pawakaberekwa.+ Jeremiya 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 ‘Haiwa imi imba yaIsraeri, chokwadi makandinyengera, sezvinoita mudzimai anosiya murume wake* nekunyengera,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.” Hosiya 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vakanyengera Jehovha+Nekubereka kwavakaita vanakomana nevakadzi vatorwa. Zvino mwedzi* uchavaparadza* pamwe chete nemigove* yavo. Hosiya 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Asi ivo vakaputsa sungano yangu, sezvinongoitwa nevanhu.+ Vakandiitira zvinhu zvine unyengeri munyika yavo.
8 Aiwa, hauna kunzwa,+ hauna kuziva,Uye kare nzeve dzako dzakanga dzisina kuvhurika. Nekuti ndinoziva kuti unyengeri hwako hwakakura,+Uye uri kushevedzwa kuti mudariki kubva pawakaberekwa.+
20 ‘Haiwa imi imba yaIsraeri, chokwadi makandinyengera, sezvinoita mudzimai anosiya murume wake* nekunyengera,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.”
7 Vakanyengera Jehovha+Nekubereka kwavakaita vanakomana nevakadzi vatorwa. Zvino mwedzi* uchavaparadza* pamwe chete nemigove* yavo.
7 Asi ivo vakaputsa sungano yangu, sezvinongoitwa nevanhu.+ Vakandiitira zvinhu zvine unyengeri munyika yavo.