RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Denga riri pamusoro pako richava semhangura, uye nyika iri pasi pako ichava sesimbi.+ 24 Jehovha achaita kuti mvura inonaya munyika yako ive upfu neguruva zvinouya pauri zvichibva kudenga kusvikira waparadzwa.

  • Jeremiya 3:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Saka hapana mvura inopfunha yaunopiwa,+

      Uye mumasutso* hamusi kunaya mvura.

      Hauna nyadzi pachiso chako* semudzimai anoita zvechipfambi;

      Hautombonyari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe