Pisarema 115:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvidhori zvavo isirivha negoridhe,Basa remaoko emunhu.+ Pisarema 115:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vanhu vanozvigadzira vachafanana nazvo,+Uye ndizvo zvichaitawo vese vanovimba nazvo.+