RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 2:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Vanamwari vasina zvavanobatsira vachanyangarika zvachose.+

  • Jeremiya 51:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Munhu wese ari kuita zvinhu asingafungi uye achiratidza kuti haana ruzivo.

      Vapfuri vese vesimbi vachanyara nemifananidzo yakavezwa;+

      Nekuti mifananidzo yavo yesimbi* ndeyenhema,

      Uye haina mweya* mairi.+

      18 Haisi chinhu,*+ ibasa rinoshorwa.

      Ichaparara pazuva rekutongwa kwayo.

  • Zefaniya 2:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Jehovha achavatyisa;

      Nekuti achaparadza vanamwari vese vepanyika,

      Uye marudzi ese anogara muzvitsuwa achamukotamira,*+

      Rumwe nerumwe ruri munzvimbo yarwo.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe