Zefaniya 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha achange achityisa kwavari;+ nokuti achaonza vanamwari vose vepanyika,+ uye vanhu vose vachamukotamira,+ mumwe nomumwe ari munzvimbo yake, izvo zvitsuwa zvose zvemarudzi.+
11 Jehovha achange achityisa kwavari;+ nokuti achaonza vanamwari vose vepanyika,+ uye vanhu vose vachamukotamira,+ mumwe nomumwe ari munzvimbo yake, izvo zvitsuwa zvose zvemarudzi.+