RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 119:165
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 165 Vaya vanoda mutemo wenyu ndivo vane rugare rukuru;+

      Hapana chingaita kuti vagumburwe.

  • Isaya 54:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Vanakomana* vako vese vachadzidziswa naJehovha,+

      Uye rugare rwevanakomana* vako ruchava rukuru.+

  • VaFiripi 4:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Musazvidya mwoyo nezvechinhu chero chipi zvacho,+ asi panyaya dzese zvikumbiro zvenyu ngazviziviswe Mwari muchinyengetera uye muchiteterera pamwe chete nekuonga;+ 7 uye rugare+ rwaMwari runopfuura kunzwisisa kwese ruchachengetedza mwoyo yenyu+ nepfungwa dzenyu kuburikidza naKristu Jesu.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe