RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 25:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 ndiri kushevedza mhuri dzese dzekuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, “ndiri kushevedza Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichavaunza kuti varwise nyika ino+ nevagari vayo nemarudzi aya ese akavapoteredza.+ Ndichaita kuti vaparadzwe, ndovaita chinhu chinotyisa uye chinoridzisa muridzo uye dongo nekusingaperi.

  • Jeremiya 39:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi akatapa vamwe vanhu vese vakanga vasara muguta, nevakanga vatizira kwaari, nevese vakanga vasara, akavaendesa kuBhabhironi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe