RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 18:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “‘Kana muprofita akazvikudza otaura muzita rangu shoko randisina kumurayira kuti ataure kana kutaura muzita revamwe vanamwari, muprofita iyeye anofanira kufa.+

  • Jeremiya 14:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Saka zvanzi naJehovha pamusoro pevaprofita vari kuprofita muzita rangu, kunyange zvazvo ndisina kuvatuma, uye vari kutaura kuti hapana bakatwa kana nzara zvichavapo munyika ino: ‘Vaprofita ivavo vachaparara nebakatwa nenzara.+

  • Ezekieri 13:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Mwanakomana wemunhu, profita pamusoro pevaprofita veIsraeri,+ uti kune vaya vari kuprofita zvemusoro wavo,+ ‘Inzwai shoko raJehovha. 3 Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Vane nhamo vaprofita mapenzi, vanotaura zvavanozvifungira vega, ivo vasina chavakaona!+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe