Mika 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Zvanzi naJehovha pamusoro pevaprofita vari kutsausa vanhu vangu,+Vaya vanoti, ‘Rugare!’+ pavanenge vachiruma* nemazino avo+Asi vachiti munhu wese asingavapi zvekudya anofanira kurwiswa: Zefaniya 3:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Vaprofita varo varume vanozvikudza uye vanonyengera.+ Vapristi varo vanosvibisa zvinhu zvitsvene;+Vanotyora mutemo.+
5 Zvanzi naJehovha pamusoro pevaprofita vari kutsausa vanhu vangu,+Vaya vanoti, ‘Rugare!’+ pavanenge vachiruma* nemazino avo+Asi vachiti munhu wese asingavapi zvekudya anofanira kurwiswa:
4 Vaprofita varo varume vanozvikudza uye vanonyengera.+ Vapristi varo vanosvibisa zvinhu zvitsvene;+Vanotyora mutemo.+