Jeremiya 27:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake. Dhanieri 2:37, 38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Imi mambo wemadzimambo, uyo akapiwa umambo,+ nesimba, neukuru, nekukudzwa naMwari wekudenga, 38 uye akapiwa vanhu vari kwese kwese, nemhuka dzesango neshiri dzedenga, uye akagadzwa kuti azvitonge zvese,+ imi ndimi musoro wegoridhe.+
6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake.
37 Imi mambo wemadzimambo, uyo akapiwa umambo,+ nesimba, neukuru, nekukudzwa naMwari wekudenga, 38 uye akapiwa vanhu vari kwese kwese, nemhuka dzesango neshiri dzedenga, uye akagadzwa kuti azvitonge zvese,+ imi ndimi musoro wegoridhe.+