RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Asi pasinei nezvese izvi, pavari munyika yevavengi vavo, handizovarambi zvachose+ kana kuvarasa zvekusvika pakuvaparadza vese, ndichityora sungano yangu+ navo, nekuti ndini Jehovha Mwari wavo.

  • Nehemiya 9:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Asi nengoni dzenyu huru hamuna kuvaparadza+ kana kuvasiya, nekuti muri Mwari ane tsitsi* nengoni.+

  • Mariro 3:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Rudo rusingachinji rwaJehovha ndirwo rwakaita kuti tisapera,+

      Nekuti tsitsi dzake hadzimboperi.+

  • Amosi 9:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 ‘Inzwai! Maziso aChangamire Ishe Jehovha ari paumambo hunotadza,

      Uye achahuparadza panyika.+

      Asi handizoparadzi imba yese yaJakobho,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe