Dheuteronomi 32:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba. Mika 7:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+
36 Nekuti Jehovha achatonga vanhu vake,+Uye achanzwira tsitsi vashumiri vake*+Paachaona kuti simba ravo rapera,Uye kuti kwangosara vasina zvavachagona kuita nevasina simba.
18 Ndoupi Mwari akaita semi,Anoregerera kukanganisa uye anoregerera kudarika+ kwevakasara pavanhu vake?*+ Haazorambi akatsamwa nekusingaperi,Nekuti anofarira rudo rusingachinji.+