RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 3:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Panguva iyoyo vachatumidza Jerusarema kuti chigaro cheumambo chaJehovha;+ uye marudzi ese achaunganidzwa kune zita raJehovha kuJerusarema,+ uye havazoomesi misoro zvakare vachitevera mwoyo yavo yakaipa.”

  • Joeri 3:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Ndichati ropa ravo randakanga ndati rine mhosva, harisisina mhosva;+

      Uye Jehovha achagara muZiyoni.”+

  • Zekariya 2:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Shevedzera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni;+ nekuti ndiri kuuya,+ uye ndichagara mauri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe