RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 8:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 “Umambo hwavo pahunenge hwava kunoguma, vatadzi pavanenge vanyanyisa kutadza, pachamuka mambo anotyisa kutarisa, anonzwisisa mashoko akaoma.* 24 Achasvika pakuva nesimba guru, asi zvisingaitwi nesimba rake. Achaparadza nenzira inoshamisa,* uye achabudirira pane zvese zvaanoita. Achaparadza vane simba, nevanhu vatsvene.+

  • Dhanieri 12:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Ndakabva ndanzwa murume akanga akapfeka nguo yejira, uyo aiva pamusoro pemvura yerukova achipindura. Akasimudza ruoko rwake rwerudyi neruoko rwake rweruboshwe mudenga akapika naiye* anoramba ari mupenyu nekusingaperi+ achiti: “Zvichaita nguva imwe chete yakasarudzwa, nedzimwe nguva dzakasarudzwa, nehafu yenguva.* Pachangopera kuputswa-putswa kwesimba revanhu vatsvene,+ zvinhu izvi zvichabva zvasvikawo pamagumo azvo.”

  • Zvakazarurwa 13:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Chakabvumirwa kurwa nevatsvene uye kuvakunda,+ uye chakapiwa simba pamusoro pemadzinza ese nevanhu nendimi* nemarudzi.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe