RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nemhaka yemarwadzo ake akanyanya,* iye achaona, ogutsikana.

      Achishandisa ruzivo rwake, mushumiri wangu akarurama+

      Achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama,+

      Uye achatakura kukanganisa kwavo.+

  • VaRoma 1:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nekuti handinyari nemashoko akanaka;+ iwo anotova simba raMwari rekuponesa kumunhu wese anotenda,+ kutanga kumuJudha+ uyewo kumuGiriki.+ 17 Nekuti maari,* kururama kwaMwari kuri kubudiswa pachena kune vanotenda,+ uye izvi zvinosimbisa kutenda kwavo, sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama achararama nekutenda.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe