Genesisi 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi. Genesisi 28:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Akabva atumidza nzvimbo iyoyo kuti Bheteri,* asi guta racho raimbonzi Ruzi.+
13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi.