Joeri 2:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Zuva richasviba uye mwedzi uchava ropa+Zuva guru raJehovha rinotyisa risati rasvika.+ Mateu 24:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 “Kutambudzika kwemazuva iwayo kuchangobva kuitika, zuva richasviba,+ uye mwedzi hauzovheneki, nyeredzi dzichawa dzichibva kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.+ Ruka 21:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “Kuchavawo nezviratidzo pazuva nepamwedzi nepanyeredzi,+ uye marudzi ari panyika acharwadziwa chaizvo achishaya kuti oita sei nekuda kwekutinhira kwegungwa uye kusagadzikana kwaro. Zvakazarurwa 9:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Yakavhura muromo wegomba rakadzikadzika, utsi hukabuda mugomba huchikwira seutsi huri kubva pachoto chakakura, uye zuva nemhepo zvakasvibiswa+ neutsi hwegomba racho.
29 “Kutambudzika kwemazuva iwayo kuchangobva kuitika, zuva richasviba,+ uye mwedzi hauzovheneki, nyeredzi dzichawa dzichibva kudenga, uye masimba ekudenga achazununguswa.+
25 “Kuchavawo nezviratidzo pazuva nepamwedzi nepanyeredzi,+ uye marudzi ari panyika acharwadziwa chaizvo achishaya kuti oita sei nekuda kwekutinhira kwegungwa uye kusagadzikana kwaro.
2 Yakavhura muromo wegomba rakadzikadzika, utsi hukabuda mugomba huchikwira seutsi huri kubva pachoto chakakura, uye zuva nemhepo zvakasvibiswa+ neutsi hwegomba racho.