Isaya 30:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye achapa mvura yekumeresa mbeu yaunodyara muvhu,+ uye zvekudya zvichabva paivhu zvichange zvakawanda uye zvichigutsa.*+ Pazuva iroro zvipfuwo zvako zvichafura mumafuro makuru.+ Isaya 51:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+
23 Uye achapa mvura yekumeresa mbeu yaunodyara muvhu,+ uye zvekudya zvichabva paivhu zvichange zvakawanda uye zvichigutsa.*+ Pazuva iroro zvipfuwo zvako zvichafura mumafuro makuru.+
3 Nekuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Achanyaradza matongo aro ese,+Uye achaita kuti renje raro rive seEdheni+Uye gwenga raro rive semunda waJehovha.+ Kupembera nemufaro uye kufara zvichawanikwa mariri,Nekuonga nerwiyo runonakidza.+