RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 36:27, 28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Anokwidza madonhwe emvura kumusoro;+

      Madonhwe acho anochinja kubva mumhute yake, ova mvura;

      28 Makore anobva aidurura pasi;+

      Oinayisa pasi pane vanhu.

  • Muparidzi 1:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Nzizi* dzese dzinoyerera dzichipinda mugungwa, asi gungwa racho harizari.+

      Kunobva nzizi dzichiyerera, ndiko kwadzinodzokera, dzoyerera zvakare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe