Jeremiya 31:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti zvanzi naJehovha: “Shevedzerai kuna Jakobho muchifara kwazvo. Shevedzerai nemufaro nekuti muri pamusoro pemarudzi.+ Zvizivisei; rumbidzai, moti,‘Haiwa Jehovha, ponesai vanhu venyu vakasara pavaIsraeri.’+ Zekariya 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndichaita kuti imba yaJudha ive nesimba,Uye ndichaponesa imba yaJosefa.+ Ndichavadzosa,Nekuti ndichavanzwira tsitsi;+Uye vachaita sevanhu vandisina kumbobvira ndarasa;+Nekuti ndini Jehovha Mwari wavo, uye ndichavapindura.
7 Nekuti zvanzi naJehovha: “Shevedzerai kuna Jakobho muchifara kwazvo. Shevedzerai nemufaro nekuti muri pamusoro pemarudzi.+ Zvizivisei; rumbidzai, moti,‘Haiwa Jehovha, ponesai vanhu venyu vakasara pavaIsraeri.’+
6 Ndichaita kuti imba yaJudha ive nesimba,Uye ndichaponesa imba yaJosefa.+ Ndichavadzosa,Nekuti ndichavanzwira tsitsi;+Uye vachaita sevanhu vandisina kumbobvira ndarasa;+Nekuti ndini Jehovha Mwari wavo, uye ndichavapindura.