Jeremiya 32:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Onai! Vanhu vauya vakaunganidza mirwi yekukomba guta kuti varitore,+ uye guta racho richava mumaoko evaKadheya vari kurirwisa nemhaka yebakatwa,+ nenzara, nedenda;*+ zvese zvamakataura zvaitika, sezvamuri kuona. Jeremiya 52:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Rusvingo rweguta racho rwakazoputswa uye varwi vese vakatiza muguta racho usiku vakabuda nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri pedyo nemunda wamambo, vaKadheya pavakanga vakakomba guta; uye vakaramba vachienda nenzira yekuArabha.+
24 Onai! Vanhu vauya vakaunganidza mirwi yekukomba guta kuti varitore,+ uye guta racho richava mumaoko evaKadheya vari kurirwisa nemhaka yebakatwa,+ nenzara, nedenda;*+ zvese zvamakataura zvaitika, sezvamuri kuona.
7 Rusvingo rweguta racho rwakazoputswa uye varwi vese vakatiza muguta racho usiku vakabuda nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri pedyo nemunda wamambo, vaKadheya pavakanga vakakomba guta; uye vakaramba vachienda nenzira yekuArabha.+