Joeri 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ridzai hwamanda muZiyoni!+ Shevedzerai nezvehondo muri mugomo rangu dzvene. Vagari vese vemunyika* ngavadedere,Nekuti zuva raJehovha riri kuuya!+ Rava pedyo! 2 Petro 3:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+
2 “Ridzai hwamanda muZiyoni!+ Shevedzerai nezvehondo muri mugomo rangu dzvene. Vagari vese vemunyika* ngavadedere,Nekuti zuva raJehovha riri kuuya!+ Rava pedyo!
10 Asi zuva raJehovha*+ richauya sembavha,+ uye zuva iroro matenga achapfuura+ achitinhira, asi zvinhu zviri mumatenga nepanyika izvo zvichange zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa, uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.+