Ezra 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vakabva vatanga kuimba vachidairana+ vachirumbidza nekuonga Jehovha, “nekuti akanaka; rudo rwake rusingachinji kuna Israeri runogara nekusingaperi.”+ Vanhu vese vakabva vashevedzera nenzwi guru vachirumbidza Jehovha nekuti faundesheni yeimba yaJehovha yakanga yavakwa. Isaya 12:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Imbai* muchirumbidza Jehovha,+ nekuti akaita zvinhu zvinoshamisa kwazvo.+ Itai kuti izvi zvizivikanwe munyika yese. 6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.” Zekariya 2:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Shevedzera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni;+ nekuti ndiri kuuya,+ uye ndichagara mauri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
11 Vakabva vatanga kuimba vachidairana+ vachirumbidza nekuonga Jehovha, “nekuti akanaka; rudo rwake rusingachinji kuna Israeri runogara nekusingaperi.”+ Vanhu vese vakabva vashevedzera nenzwi guru vachirumbidza Jehovha nekuti faundesheni yeimba yaJehovha yakanga yavakwa.
5 Imbai* muchirumbidza Jehovha,+ nekuti akaita zvinhu zvinoshamisa kwazvo.+ Itai kuti izvi zvizivikanwe munyika yese. 6 Shevedzera usimudze inzwi uchifara, iwe mugari* wemuZiyoni,Nekuti Mutsvene waIsraeri uyo ari pakati pako mukuru.”
10 “Shevedzera nemufaro, iwe mwanasikana weZiyoni;+ nekuti ndiri kuuya,+ uye ndichagara mauri,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.