-
Mabasa 10:37, 38Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
37 Munoziva nyaya yaitaurwa nezvayo muJudhiya yese, kutangira kuGarireya+ pashure perubhabhatidzo rwakaparidzwa naJohani yekuti: 38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+
-