3 Kwaiva nemumwe murume muFarisi, ainzi Nikodhimo,+ mutongi wevaJudha. 2 Iyeyu akauya kwaari usiku,+ akati: “Rabhi,+ tinoziva kuti imi makabva kuna Mwari semudzidzisi, nekuti hapana anokwanisa kuita zviratidzo izvi+ zvamunoita kunze kwekunge Mwari ainaye.”+