Mateu 14:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Paakasvika kumahombekombe, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ akarapa vairwara vavo.+ Mako 6:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Paakaburuka, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ nekuti vakanga vakaita semakwai asina mufudzi.+ Uye akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvakawanda.+ Johani 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye vanhu vakawandisa vairamba vachimutevera,+ nekuti vaiona zvishamiso zvaaiita achiporesa vairwara.+
14 Paakasvika kumahombekombe, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ akarapa vairwara vavo.+
34 Paakaburuka, akaona vanhu vakawanda, uye akasiririswa navo,+ nekuti vakanga vakaita semakwai asina mufudzi.+ Uye akatanga kuvadzidzisa zvinhu zvakawanda.+
2 Uye vanhu vakawandisa vairamba vachimutevera,+ nekuti vaiona zvishamiso zvaaiita achiporesa vairwara.+