VaRoma 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanotevedzera mutemo vachanzi vakarurama.+ Jakobho 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ivai vaiti veshoko kwete vanzwi chete,+ muchizvinyengera nezvinhu zvenhema. 1 Johani 2:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uyezve, nyika iri kupfuura pamwe chete nekuchiva kwayo,+ asi munhu anoita kuda kwaMwari anoramba aripo nekusingaperi.+ 1 Johani 5:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti kuda Mwari kunooneka nekuchengeta mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+
13 Nekuti vanonzwa mutemo havasi ivo vakarurama pamberi paMwari, asi vanotevedzera mutemo vachanzi vakarurama.+
17 Uyezve, nyika iri kupfuura pamwe chete nekuchiva kwayo,+ asi munhu anoita kuda kwaMwari anoramba aripo nekusingaperi.+