RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Isu tese tadzungaira semakwai,+

      Mumwe nemumwe atsaukira kunzira yake,

      Uye Jehovha aita kuti kukanganisa kwedu tese kuve paari.+

  • Ezekieri 34:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Makwai angu aidzungaira mumakomo ese nemuzvikomo zvese zvakakwirira; makwai angu akapararira nenyika yese, pasina anoatsvaga kana anoona kuti ari kupi.

  • Mabasa 13:45, 46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 45 VaJudha pavakaona vanhu vacho, vakanzwa godo vakatanga kumhura vachipikisa zvaitaurwa naPauro.+ 46 Pauro naBhanabhasi vakabva vataura navo neushingi vachiti: “Zvakanga zvakakodzera kuti shoko raMwari ritange kutaurwa kwamuri.+ Asi sezvo muri kuriramba uye mazviti hamuna kukodzera upenyu husingaperi, iye zvino tava kutendeukira kune mamwe marudzi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe